Eksodo 13:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unofanira kudya ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe; pazuʋa recinomŋe Jehova ŋgaaitirwe mutambo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Unofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe; pazuva rechinomwe Jehovha ngaaitirwe mutambo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso chete, pazuva rechinomwe muchiita mabiko okupemberera Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso chete, pazuva rechinomwe muchiita mabiko okupemberera Tenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kwamazuva manomwe munofanira kuitira Jehovha mutambo. Sien die hoofstuk |