Eksodo 12:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Gwaiana renyu ŋgarirege kuʋa necinhu cisakafanira, mukono wegore rimŋe; muritore pamakwai kana pambudzi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Gwayana renyu ngarirege kuva nechinhu chisakafanira, mukono wegore rimwe; muritore pamakwai kana pambudzi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chipfuwo ichocho ngachive chisina chinoshoreka pachiri, chiri chikono chine gore rimwechete, chingave hwayana kana mbudzana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chipfuwo ichocho ngachive chisina chinoshoreka pachiri, chiri chikono chine gore rimwechete, chingave hwayana kana mbudzana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvipfuwo zvamunosarudza zvinofanira kuva mikono yegore rimwe chete isina chainopomerwa, uye munogona kuzvitora kubva kumakwai kana kumbudzi. Sien die hoofstuk |