Eksodo 12:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Inofanira kudyirwa mumba mumŋe; haufaniri kutora imŋe nyama ukaenda nayo kunze kweimba; ʋuye musavuna fupa raro. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200246 Inofanira kudyirwa mumba mumwe; haufaniri kutora imwe nyama ukaenda nayo kunze kweimba; uye musavhuna pfupa raro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 “Inofanira kudyirwa muimba imwe chete; musabuda neimwe nyama kunze kwemba. Musavhuna kana bvupa. Sien die hoofstuk |