Eksodo 12:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ŋguʋa yakagara ʋana ʋaIsraeri muEgipita akaŋga ari makore anamazana manna namakumi matatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200240 Zvino nguva yakagara vana vaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona40 VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Zvino nguva yakagara vanhu veIsraeri muIjipiti yakanga iri makore mazana mana namakumi matatu. Sien die hoofstuk |