Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 12:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 ƲaEgipita ʋakakurudzira ʋanhu kwaɀo, kuti ʋakurumidze kuʋaɓuɗisa panyika, nokuti ʋakati: Isu tofa tose!

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

33 VaIjipiti vakakurudzira vanhu kwazvo, kuti vakurumidze kuvabudisa panyika, nokuti vakati, “Isu tofa tose!”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 VaIjipita vakakurudzira vanhu kuti vakurumidze kubva munyika. Nokuti vakati, “Zvimwe tingafa tose!”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 12:33

Volg ons:

Advertensies


Advertensies