Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 11:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi pakati paʋana ʋaIsraeri ʋose, pakati paʋanhu kana ɀipfuwo, hapaŋgaʋi nembga icasimudza rurimi rwayo; kuti muziʋe kuti Jehova wakatsaura pakati paʋaEgipita naʋaIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi pakati pavana vaIsiraeri vose, pakati pavanhu kana zvipfuwo, hapangavi nembwa ichasimudza rurimi rwayo; kuti muzive kuti Jehovha akatsaura pakati pavaIjipiti navaIsiraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kuvaIsiraeri nezvipfuwo zvavo uchange uri muchete, kusina kunyange imbwa zvayo ichahukura kwavari. Ndipo pamuchazoziva kuti ini Tenzi ndinobata vaIsiraeri navaIjipiti zvakasiyana.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi kuvaIsiraeri nezvipfuwo zvavo uchange uri muchete, kusina kunyange imbwa zvayo ichahukura kwavari. Ndipo pamuchazoziva kuti ini Tenzi ndinobata vaIsiraeri navaIjipiti zvakasiyana.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi pakati pavaIsraeri hapana kana imbwa ichahukura munhu zvake kana chipfuwo.’ Ipapo uchaziva kuti Jehovha anoita mutsauko pakati peIjipiti neIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 11:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies