Eksodo 10:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino Farao akati kwaari: Ibva pamberi paŋgu, cenjera kuti urege kuʋona ɀe ciso caŋgu, nokuti nomusi waunoʋona ciso caŋgu ucafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Zvino Farao akati kwaari, “Ibva pamberi pangu, chenjera kuti urege kuonazve chiso changu, nokuti nomusi waunoona chiso changu uchafa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Farao akati, “Iwe Mosesi chibva pandiri! Zvingwarire! Handidi kuzokuonazve mumaziso mangu! Zuva randinongokuona pano mumaziso mangu chako kufa!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Farao akati, “Iwe Mosesi chibva pandiri! Zvingwarire! Handidi kuzokuonazve mumaziso mangu! Zuva randinongokuona pano mumaziso mangu chako kufa!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Faro akati kuna Mozisi, “Ibvai pano! Chenjerai kuti murege kuzoonekwazve pamberi pangu! Musi wamuchaona chiso changu muchafa.” Sien die hoofstuk |