Eksodo 10:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mosesi akati: Munofanira kutipa ʋo mumaʋoko eɗu ɀokuɓayira neɀipiriso ɀokupisa ɀatiŋgandoɓayira Jehova Mŋari weɗu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Mosesi akati, “Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi Mozisi akati, “Munofanira kutitendera kuti tive nezvibayiro uye nezvipiriso zvinopiswa kuti tipe kuna Jehovha Mwari wedu. Sien die hoofstuk |