Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 10:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Pinda kunaFarao, nokuti ndawomesa mŋoyo wake, nemŋoyo yaʋaranda ʋake, kuti ndiise ɀiratidzo ɀaŋgu iɀo pakati paʋo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, nokuti ndaomesa mwoyo wake, nemwoyo yavaranda vake, kuti ndiise zviratidzo zvangu izvo pakati pavo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao nokuti ndaita kuti aomese mwoyo, iye namachinda ake kuti ndiite zviratidzo zvangu pakati pavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao nokuti ndaita kuti aomese mwoyo, iye namachinda ake kuti ndiite zviratidzo zvangu pakati pavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro nokuti ndaomesa mwoyo wake uye nemwoyo yamachinda ake kuitira kuti ndiite zviratidzo zvangu izvi pakati pavo,

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 10:1

Volg ons:

Advertensies


Advertensies