Eksodo 1:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi madzimbuya akaŋga acitya Mŋari, akasaita seɀaakarairwa namambo weEgipita, asi ʋakarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu haʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo weIjipiti, asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi, vananyamukuta vakanga vachitya Mwari, uye havana kuita zvavakanga varayirwa namambo weIjipiti kuti vaite; vakarega vanakomana vari vapenyu. Sien die hoofstuk |