Danieri 9:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 KunaShe Mŋari weɗu ndi’ko kunenyasha nokukaŋganwira, nokuti takamumukira; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ishe Mwari wedu ndiye ane ngoni uye anokanganwira, kunyange dai takamumukira. Sien die hoofstukShona BIBLE9 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; Sien die hoofstuk |