Danieri 9:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀirokwaɀo ʋaIsraeri ʋose ʋakaɗarika murairo wenyu, ʋacitsauka, kuti ʋarege kuterera inzwi renyu; nemhaka iyo kutuka kwenyu kwakaɗururirwa pamsoro peɗu, nokupika kwakanyorwa mumurairo waMosesi muranda waMŋari; nokuti takamutadzira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvirokwazvo vaIsiraeri vose vakadarika murayiro wenyu, vachitsauka, kuti varege kuteerera izwi renyu; nemhaka iyo kutuka kwenyu kwakadururirwa pamusoro pedu, nokupika kwakanyorwa mumurayiro waMosesi muranda waMwari; nokuti takamutadzira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Isiraeri yose zvayo yakatyora mutemo wenyu ikatsauka ichiramba kuteerera zvaunotaura. Ipapo rushambwa nemhiko zviya zvakanyorwa mumutemo waMosesi muranda waMwari zvakawodzvorerwa patiri pamusana pokuti takakutadzirai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Isiraeri yose zvayo yakatyora mutemo wenyu ikatsauka ichiramba kuteerera zvaunotaura. Ipapo rushambwa nemhiko zviya zvakanyorwa mumutemo waMosesi muranda waMwari zvakawodzvorerwa patiri pamusana pokuti takakutadzirai. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 VaIsraeri vose vakadarika murayiro wenyu ndokutsauka, vachiramba kukuteererai imi. “Naizvozvo kutukwa nokutonga kwaakapika kwakanyorwa mumurayiro waMozisi, muranda waMwari, zvakadururirwa pamusoro pedu, nokuti takakutadzirai imi. Sien die hoofstukShona BIBLE11 Zvirokwazvo VaIsiraeri vose vakadarika murairo wenyu, vachitsauka, kuti varege kuteerera izwi renyu; nemhaka iyo kutuka kwenyu kwakadururirwa pamusoro pedu, nokupika kwakanyorwa mumurairo waMosesi muranda waMwari; nokuti takamutadzira. Sien die hoofstuk |