Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 8:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndikaʋona gondobge ricituŋga kumatiʋi amaʋirazuʋa, nokumsoro, nezasi; hakuneɀipfuwo ɀaigona kuramba ɀimire pamberi paro, ʋuye kwakaŋga kusina‐waigona kurwira pasimba raro; asi rakaita parakaɗa napo, rikaɀikudza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ndikaona gondohwe richitunga kumativi amavirazuva, nokumusoro, nezasi; hakuna zvipfuwo zvaigona kuramba zvimire pamberi paro, uye kwakanga kusina aigona kurwira pasimba raro; asi rakaita parakada napo, rikazvikudza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndakaona hondohwe iya ichirwisa yakananga kumadokero nokuchamhembe nokumaodzanyemba pasina mhuka yaimbofemera kumirisana nayo uye kusina nomumwe aigona kununura chawira mumaoko mayo. Hondohwe iyoyo yaitoita zvainoda zvayo, yaizvitutumadza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ndakatarira gondobwe parakanga richitunga rakananga kumavirira nokumusoro nezasi. Hakuna mhuka yaigona kumisidzana naro, uye hakuna aigona kununura kubva pasimba raro. Raiita zvaraida uye rikava guru.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

4 Ndikaona gondohwe richitunga kumativi amavirazuva, nokumusoro, nezasi; hakuna zvipfuwo zvaigona kuramba zvimire pamberi paro, uye kwakanga kusina aigona kurwira pasimba raro; asi rakaita parakada napo, rikazvikudza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 8:4

Volg ons:

Advertensies

Advertensies