Danieri 7:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akati: Mhuka yecinna ʋucaʋa ʋushe bgecinna panyika, ʋucasiyana noʋumŋe ʋushe bgose, ʋucapedza nyika yose, nokuʋupxanya nokuʋuputsanya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 “Akati, ‘Mhuka yechina uchava ushe hwechina panyika, uchasiyana noumwe ushe hwose, uchapedza nyika yose, nokuupwanya nokuuputsanya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iye akati, “Zvinoreva chikara chechina ndezvokuti, kuchauya umambo hwechina panyika huchange hwakasiyana nohumwe humambo hwose. Huchazhanya pasi pose zvapo huchipatsokodzera nokuhupwanya-pwanya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Iye akati, “Zvinoreva chikara chechina ndezvokuti, kuchauya umambo hwechina panyika huchange hwakasiyana nohumwe humambo hwose. Huchazhanya pasi pose zvapo huchipatsokodzera nokuhupwanya-pwanya. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Akandipa tsananguro iyi achiti, ‘Mhuka yechina ndiyo umambo hwechina huchaonekwa panyika. Huchasiyana nohumwe umambo uye huchaparadza nyika yose, huchiitsika-tsika huchiiparadza. Sien die hoofstukShona BIBLE23 “Akati, ‘Mhuka yechina uchava ushe hwechina panyika, uchasiyana noumwe ushe hwose, uchapedza nyika yose, nokuupwanya nokuuputsanya. Sien die hoofstuk |