Danieri 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino citemai cireʋo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti cirege kuzoshandurwa, nomurairo waʋaMedia naʋaPersia usiŋgashandurwi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurayiro wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino, imi mambo isai chirevo uye muchinyore kuitira chirege kushandurwa zvinoenderana nemirayiro yavaMedhia navaPezhia, usingagoni kushandurwa.” Sien die hoofstukShona BIBLE8 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurairo wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.” Sien die hoofstuk |