Danieri 12:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikanzwa, asi handinakuɀinzwisisa; ipapo ndikati: Haiwa ishe waŋgu, kupera kweɀinhu iɀi ndokweiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakanzwa, asi handina kunzwisisa. Saka ndakabvunza ndikati, “Ishe wangu, zvinhu zvose izvi zvichaguma seiko?” Sien die hoofstukShona BIBLE8 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’ Sien die hoofstuk |