Danieri 11:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ucapinda ʋo munyika yakaiȿo‐naka, nyika zhinji dzicakundwa, asi idzi dzicarwirwa paruʋoko rwake, dzinoti Edomi, neMoabi norutiʋi rwakanaka rwaʋana ʋaAmoni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Achapindawo munyika yakaisvonaka, nyika zhinji dzichakundwa, asi idzi dzicharwirwa paruoko rwake, dzinoti Edhomu, neMoabhu norutivi rwakanaka rwavana vaAmoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Achapinda munyika yembiri makumi namakumi ezviuru agoita murakatira kufa. Asi vachapunyutswa mumaoko make ndevava vanoti nyika yeEdhomu neMoabhu nechikamu chikuru chaicho chavaAmoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Achapinda munyika yembiri makumi namakumi ezviuru agoita murakatira kufa. Asi vachapunyutswa mumaoko make ndevava vanoti nyika yeEdhomu neMoabhu nechikamu chikuru chaicho chavaAmoni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Acharwisawo Nyika Yakaisvonaka. Nyika zhinji dzichawa, asi Edhomu, Moabhu, navatungamiri veAmoni vachawira muruoko rwake. Sien die hoofstukShona BIBLE41 Achapindawo munyika yakaisvonaka, nyika zhinji dzichakundwa, asi idzi dzicharwirwa paruoko rwake, dzinoti Edhomu, neMoabhu norutivi rwakanaka rwavana vaAmoni. Sien die hoofstuk |