Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 11:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋakacenjera pakati paʋanhu ʋacadzidzisa ʋazhinji; asi ʋacaparadzwa nomunondo, ʋuye nomuraɀo womŋoto, ʋuye nokutapxa, ʋuye nokupambga mazuʋa mazhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vangwaru mukati mavanhu'mu vachaita kuti vamwe vanzwisise kunyange zvazvo vachizoitwa murakatira kufa namapakatwa nomoto uye noutapwa nokupambwa kwamazuva akati kuti.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vangwaru mukati mavanhu'mu vachaita kuti vamwe vanzwisise kunyange zvazvo vachizoitwa murakatira kufa namapakatwa nomoto uye noutapwa nokupambwa kwamazuva akati kuti.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “Vakachenjera vachadzidzisa vazhinji, kunyange kwechinguva vachazourayiwa nomunondo kana kupiswa kana kutapwa kana kupambwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

33 Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 11:33

Volg ons:

Advertensies

Advertensies