2 Timoti 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iɀo ɀawakanzwa kwandiri pamberi peɀapupu ɀizhinji, uɀipe ʋanhu ʋakatendeka, ʋanogona ʋo kudzidzisa ʋamŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Izvo zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, uzvipe vanhu vakatendeka, vanogonawo kudzidzisa vamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye zvinhu zvawakanzwa ndichitaura pamberi pezvapupu zvizhinji zvipe kuvanhu vakatendeka avo vachazozvidzidzisawo vamwe. Sien die hoofstuk |