2 Timoti 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 iʋo ʋakarashika paɀokwaɗi, ʋaciti, kumuka kwaʋakafa kwatopfuʋura, ʋacikaŋganisa kutenda kwaʋamŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 vakatsauka kubva pazvokwadi. Vanoti kumuka kwavakafa kwakatopfuura, uye vanoparadza kutenda kwavamwe. Sien die hoofstuk |