2 Timoti 2:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ishoko raɀokwaɗi; nokuti kana tikafa pamŋe cete naye, ticararama ʋo pamŋe cete naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Ishoko rechokwadi; “Nokuti kana tikafa pamwechete naye tichararamawo pamwechete naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Herino shoko rechokwadi: Kana takafa pamwe chete naye, tichararamawo pamwe chete naye; Sien die hoofstuk |