ƲaHeberu 1:9 - Shona BIBLE9 Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makaɗa kururama, mukaʋeŋga kusarurama; Saka Mŋari, iye Mŋari wenyu, wakakuzodzai Namafuta okufara kupfuʋura shamŋari dzenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Sien die hoofstuk |