ƲaEfeso 1:9 - Shona BIBLE9 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Sien die hoofstuk |