Ruka 1:5 - Shona BIBLE5 Namazuva aHerodhi, mambo weJudhiya, mumwe mupristi aivapo, ainzi Zekariya, wegovero raAbhia; mukadzi wake aiva wavanasikana vaAroni, zita rake rainzi Erizabheti. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Namazuʋa aHerode, mambo weJudea, mumŋe muprista waiʋa’po, wainzi Zakaria, wegoʋero raAbia; mukadzi wake waiʋa waʋanasikana ʋaAroni, zita rake rainzi Erisabete. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Namazuva aHerodhi, mambo weJudhea, mumwe mupristi aivapo, ainzi Zekariya, wegovero raAbhia; mukadzi wake aiva wavanasikana vaAroni, zita rake rainzi Erizabheti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pamazuva aHerodhi, mambo weJudhea, kwaiva nomumwe mupristi ainzi Zakariya wegovero raAbhiya. Aiva nomudzimai akanga ari wedzinza raAroni, zita rake ainzi Erizabheti. Sien die hoofstuk |