Ruka 1:45 - Shona BIBLE45 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Wakaropafadzwa iye mukadzi wakatenda, nokuti ɀakataurwa naShe kwaari ɀicaitika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200245 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” Sien die hoofstuk |