Obadia 1:12 - Shona BIBLE12 Asi regai kutarira zuva romunun'una wenyu, muchifarira zuva renjodzi yavo, murege kufara pamusoro pavana vaJudha nezuva rokuparadzwa kwavo; uye regai kutaura muchizvikudza nezuva rokumanikidzwa kwavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi regai kutarira zuʋa romunuŋuna wenyu, mucifarira zuʋa renjodzi yaʋo, murege kufara pamsoro paʋana ʋaJuda nezuʋa rokuparadzwa kwaʋo; ʋuye regai kutaura muciɀikudza nezuʋa rokumanikidzwa kwaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Asi regai kutarira zuva romun'una wenyu, muchifarira zuva renjodzi yavo, murege kufara pamusoro pavana vaJudha nezuva rokuparadzwa kwavo; uye regai kutaura muchizvikudza nezuva rokumanikidzwa kwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi mungadai musina kutonakidzwa nokuonerera zvenyu zuva ravanun'una venyu pazuva renyatwa dzavo mungadai musina kupembera kwazvo kufara nezvevanhu vokwaJudha nezuva rokuparara kwavo, mungadai musina kutozvitutumadza pamusi wenhamo iyoyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi mungadai musina kutonakidzwa nokuonerera zvenyu zuva ravanun'una venyu pazuva renyatwa dzavo mungadai musina kupembera kwazvo kufara nezvevanhu vokwaJudha nezuva rokuparara kwavo, mungadai musina kutozvitutumadza pamusi wenhamo iyoyo. Sien die hoofstuk |