Numeri 9:21 - Shona BIBLE21 Dzimwe nguva gore raivapo kubva madeko kusvikira mangwana; zvino kana gore richisimudzwa mangwana, vaifamba; kana masikati kana usiku, kana gore richisimudzwa, vaifamba. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Dzimŋe ŋguʋa gore raiʋa’po kubva maɗeko kuȿikira maŋgwana; ɀino kana gore ricisimudzwa maŋgwana, ʋaifamba; kana masikati kana ʋusiku, kana gore ricisimudzwa, ʋaifamba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Dzimwe nguva gore raivapo kubva madeko kusvikira mangwana; zvino kana gore richisimudzwa mangwana, vaifamba; kana masikati kana usiku, kana gore richisimudzwa, vaifamba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Dzimwe nguva gore raingorifukidza kubvira manheru kusvikira mangwanani. Paisimuka gore mangwanani vaibva vasimudzirao rwendo rwavo, kana rainge raramba riripo masikati nousiku; parainge razosimuka, ndopavaibva vasimudzirawo rwendo rwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Dzimwe nguva gore raingorifukidza kubvira manheru kusvikira mangwanani. Paisimuka gore mangwanani vaibva vasimudzirao rwendo rwavo, kana rainge raramba riripo masikati nousiku; parainge razosimuka, ndopavaibva vasimudzirawo rwendo rwavo. Sien die hoofstuk |