Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 9:14 - Shona BIBLE

14 Kana ari mutorwa ugere nemi, akada kudya Pasika yaJehovha, anofanira kuidya achiteerera mutemo wePasika, nomurairo wayo; munofanira kuva nomutemo mumwe, womutorwa nomunhu wakaberekerwa munyika.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana ari mutorwa ugere nemi, akaɗa kudya paseka yaJehova, unofanira kuidya aciterera mutemo wepaseka, nomurairo wayo; munofanira kuʋa nomutemo mumŋe, womutorwa nomunhu wakaɓerekwa munyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Kana ari mutorwa ugere nemi, akada kudya Pasika yaJehovha, anofanira kuidya achiteerera mutemo wePasika, nomurayiro wayo; munofanira kuva nomutemo mumwe, womutorwa nomunhu wakaberekerwa munyika.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Kana mutorwa wamugere naye akada kuchengeta zuva guru rePasika, ngaachengetewo mirao nezvirongwa zvayo zvose. Murao iwoyo ngauchengetwe nemunhu wose, muIsiraeri kana mutorwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 “Kana mutorwa wamugere naye akada kuchengeta zuva guru rePasika, ngaachengetewo mirao nezvirongwa zvayo zvose. Murao iwoyo ngauchengetwe nemunhu wose, muIsiraeri kana mutorwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 9:14

Volg ons:

Advertensies


Advertensies