Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 9:13 - Shona BIBLE

13 Asi kana munhu akanaka hake, asati ari parwendo, akasadya Pasika, munhu iyeye unofanira kubviswa pakati porudzi rwake; zvaasina kupa chipo chaJehovha panguva yakatarwa, munhu uyo uchava nezvivi zvake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi kana munhu akanaka hake, asati ari parwendo, akasadya paseka, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake; ɀaasinakupa cipo caJehova paŋguʋa yakatarwa, munhu uyo ucaʋa neɀiʋi ɀake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi kana munhu akanaka hake, asati ari parwendo, akasadya Pasika, munhu iyeye unofanira kubviswa pakati porudzi rwake; zvaasina kupa chipo chaJehovha panguva yakatarwa, munhu uyo uchava nezvivi zvake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi ani naani anenge asina kun'ora anenge asiri parwendo anenge arega kuchengeta Pasika atozvichekanisa ukama novokwake nokuti haana kundipa mupiro wake panguva yakatemwa, acharangirwa chitadzo chake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi ani naani anenge asina kun'ora anenge asiri parwendo anenge arega kuchengeta Pasika atozvichekanisa ukama novokwake nokuti haana kundipa mupiro wake panguva yakatemwa, acharangirwa chitadzo chake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 9:13

Volg ons:

Advertensies

Advertensies