Numeri 7:60 - Shona BIBLE60 Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 Nezuʋa repfumbamŋe Abidani, mŋanakomana waGideoni, mucinda waʋana ʋaBenjamini, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200260 Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini. Sien die hoofstuk |