Numeri 7:39 - Shona BIBLE39 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200239 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 uyewo handira ichiri duku, imwechete nehondohwe imwechete, nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona39 uyewo handira ichiri duku, imwechete nehondohwe imwechete, nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa; Sien die hoofstuk |