Numeri 5:6 - Shona BIBLE6 “Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana murume kana mukadzi aciŋge atadza nokutadza kwaʋanhu, akatadzira Jehova, munhu uyu akaʋa nemhoȿa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Sien die hoofstuk |