Numeri 5:29 - Shona BIBLE29 Ndiwo murairo weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndiwo murairo weshuŋgu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akacinya, akaȿiɓiswa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Ndiwo murayiro weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake, Sien die hoofstuk |