Numeri 5:28 - Shona BIBLE28 Asi kana mukadzi uyo asina kusvibiswa, akanaka hake, achasunungurwa hake, akava nemimbazve. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana mukadzi uyo asina‐kuȿiɓiswa, akanaka hake, ucasunuŋgurwa hake, akaʋa nemimba ɀe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana mukadzi uyo asina kusvibiswa, akanaka hake, achasunungurwa hake, akava nemimbazve. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake. Sien die hoofstuk |