Numeri 5:27 - Shona BIBLE27 Zvino kana amunwisa mvura iyo, kana achinge asvibiswa, atadzira murume wake, mvura iyo inouyisa kutuka ichapinda maari, ikamuvavisa, dumbu rake richazvimba, nehudyu yake ichawonda; mukadzi uyu achava chituko pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino kana amunwisa mvura iyo, kana aciŋge aȿiɓiswa, atadzira murume wake, mvura iyo inoʋuyisa kutuka icapinda maari, ikamuʋaʋisa, ɗumbu rake ricaɀimba, nehudyu yake icawonda; mukadzi uyu ucaʋa cituko pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Zvino kana amunwisa mvura iyo, kana achinge asvibiswa, atadzira murume wake, mvura iyo inouyisa kutuka ichapinda maari, ikamuvavisa, dumbu rake richazvimba, nehudyu yake ichawonda; mukadzi uyu achava chituko pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Mupristi kana achinge amunwisa mvura iya, kana mukadzi iyeyo achinge akazvin'oresa asina kutendeka kumurume wake, mvura yokurengeresa rushambwa ichamupinda igomurwadza zvakaipisisa. Ichafufumisa muviri wake kuzvimba, achazvimba dumbu agopfudzika pamuviri; achave munhu akarengererwa rushambwa pakati pavanhu vokwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Mupristi kana achinge amunwisa mvura iya, kana mukadzi iyeyo achinge akazvin'oresa asina kutendeka kumurume wake, mvura yokurengeresa rushambwa ichamupinda igomurwadza zvakaipisisa. Ichafufumisa muviri wake kuzvimba, achazvimba dumbu agopfudzika pamuviri; achave munhu akarengererwa rushambwa pakati pavanhu vokwake. Sien die hoofstuk |