Numeri 5:14 - Shona BIBLE14 murume wake akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, wakasvibiswa; kana zvimwe akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, usina kusvibiswa; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 murume wake akaɓatwa nomŋeya weshuŋgu, akaʋa neshuŋgu nomukadzi wake, wakaȿiɓiswa; kana ɀimŋe akaɓatwa nomŋeya weshuŋgu, akaʋa neshuŋgu nomukadzi wake, usina‐kuȿiɓiswa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 murume wake akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, wakasvibiswa; kana zvimwe akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, usina kusvibiswa; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa, Sien die hoofstuk |