Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 4:20 - Shona BIBLE

20 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyangwe iri nguva duku, kuti varege kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi ŋgaʋarege kupinda kundoʋona imba tȿene, kunyaŋge iri ŋguʋa ɗuku, kuti ʋarege kufa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 4:20

Volg ons:

Advertensies


Advertensies