Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 4:19 - Shona BIBLE

19 asi muvaitire izvi kuti vararame, varege kufa, kana vachiswedera kuzvinhu zvitsvene–tsvene; Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda nokuvagadza, mumwe nomumwe, pabasa rake napamutoro wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 asi muʋaitire iɀi kuti ʋararame, ʋarege kufa, kana ʋacisweɗera kuɀinhu ɀitȿene‐tȿene; Aroni naʋanakomana ʋake ʋanofanira kupinda nokuʋagadza, mumŋe nomumŋe, paɓasa rake napamutoro wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

19 asi muvaitire izvi kuti vararame, varege kufa, kana vachiswedera kuzvinhu zvitsvene‐tsvene; Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda nokuvagadza, mumwe nomumwe, pabasa rake napamutoro wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 4:19

Volg ons:

Advertensies


Advertensies