Numeri 3:43 - Shona BIBLE43 Namatangwe ose avarume namazita avano mwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Namataŋgwe ose aʋarume namazita aʋanomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana maʋiri namakumi manomŋe namatatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200243 Namatangwe ose avarume namazita avano mwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu. Sien die hoofstuk |