Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 3:41 - Shona BIBLE

41 Zvino unofanira kunditorera vaRevhi (ndini Jehovha) panzvimbo yamatangwe ose avana VaIsiraeri, nemombe dzavaRevhi panzvimbo yavana vose vematangwe emombe dzavana VaIsiraeri.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino unofanira kunditorera ʋaRevi (ndini Jehova) panɀimbo yamataŋgwe ose aʋana ʋaIsraeri, neŋombe dzaʋaRevi panɀimbo yaʋana ʋose ʋemhoŋgora dzeŋombe dzaʋana ʋaIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino unofanira kunditorera vaRevhi (ndini Jehovha) panzvimbo yamatangwe ose avana vaIsiraeri, nemombe dzavaRevhi panzvimbo yavana vose vemhongora dzemombe dzavana vaIsiraeri.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri iwaya namatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire vaRevhi kuti vave vanhu vangu, ini Tenzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri iwaya namatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire vaRevhi kuti vave vanhu vangu, ini Tenzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 3:41

Volg ons:

Advertensies


Advertensies