Numeri 3:3 - Shona BIBLE3 Ndiwo mazita avanakomana vaAroni, vapristi vakazodzwa, vaakagadza kuti vashumire pabasa roupristi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndiwo mazita aʋanakomana ʋaAroni, ʋaprista ʋakazodzwa, ʋaakagadza kuti ʋashumire paɓasa roʋuprista. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Ndiwo mazita avanakomana vaAroni, vapristi vakazodzwa, vaakagadza kuti vashumire pabasa roupristi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. Sien die hoofstuk |