Numeri 3:24 - Shona BIBLE24 Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Eriasafi, mŋanakomana waRaeri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa aʋaGershoni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Sien die hoofstuk |