Numeri 3:21 - Shona BIBLE21 Geshoni ndiye teteguru wavaRibhini navaShimei; ndidzo mhuri dzavaGeshoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Gershoni ndiye teteguru waʋaRibni naʋaShimei; ndidzo mhuri dzaʋaGershoni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Geshoni ndiye teteguru wavaRibhini navaShimei; ndidzo mhuri dzavaGeshoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 VokwaGerishoni vaisanganisira mhuri yavaRibhini neyavaShimei. Idzodzi ndidzo mhuri dzokwaGerishoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 VokwaGerishoni vaisanganisira mhuri yavaRibhini neyavaShimei. Idzodzi ndidzo mhuri dzokwaGerishoni. Sien die hoofstuk |