Numeri 3:10 - Shona BIBLE10 Asi Aroni navanakomana vake unofanira kuvagadza, kuti vabate basa roupristi hwavo; asina kufanira, usaswederapo, anofanira kuurayiwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Aroni naʋanakomana ʋake unofanira kuʋagadza, kuti ʋaɓate ɓasa roʋuprista bgaʋo; usina‐kufanira, unosweɗera’po, unofanira kuʋurawa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Asi Aroni navanakomana vake unofanira kuvagadza, kuti vabate basa roupristi hwavo; asina kufanira, usaswederapo, anofanira kuurawa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” Sien die hoofstuk |