Numeri 27:22 - Shona BIBLE22 Mosesi akaita sezvaakarairwa naJehovha; akatora Joshua, akamuisa pamberi pemupristi Ereazari, napamberi peungano yose; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mosesi akaita seɀaakarairwa naJehova; akatora Joshua, akamuisa pamberi pomuprista Ereazari, napamberi peʋuŋgano yose; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Mosesi akaita sezvaakarairwa naJehovha; akatora Joshua, akamuisa pamberi pemupristi Ereazari, napamberi peungano yose; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akaita zvaakaudzwa naTenzi. Akatora Joshuwa ndokumumisa pamberi pomupristi Ereazari negungano rose Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akaita zvaakaudzwa naTenzi. Akatora Joshuwa ndokumumisa pamberi pomupristi Ereazari negungano rose Sien die hoofstuk |