Numeri 27:14 - Shona BIBLE14 nokuti makaramba shoko rangu murenje reZini, panguva yokurwa kweungano, mukarega kunditsaura pamberi pavo pamvura.” (Ndiyo mvura yeMeribha paKadheshi, murenje reZini.) Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 nokuti makaramba shoko raŋgu murenje reZini, paŋguʋa yokurwa kweʋuŋgano, mukarega kunditsaura pamberi paʋo pamvura. (Ndiyo mvura yeMeriba paKadeshi, murenje reZini.) Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 nokuti makaramba shoko rangu murenje reZini, panguva yokurwa kweungano, mukarega kunditsaura pamberi pavo pamvura.” (Ndiyo mvura yeMeribha paKadheshi, murenje reZini.) Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndinodaro nokuti hamuna kuteerera zvandakakuudzai kurenje reZini. Gungano rose ravaIsiraeri parakandinyunyutira paMeribha, hamuna kuratidza vanhu kururama nokuera kwangu.” Ndiyo mvura iya yepaMeribha paKadheshi murenje reZini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndinodaro nokuti hamuna kuteerera zvandakakuudzai kurenje reZini. Gungano rose ravaIsiraeri parakandinyunyutira paMeribha, hamuna kuratidza vanhu kururama nokuera kwangu.” Ndiyo mvura iya yepaMeribha paKadheshi murenje reZini. Sien die hoofstuk |