Numeri 26:56 - Shona BIBLE56 Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Nhaka yaʋo inofanira kugoʋerwa nemijenya kana ʋari ʋazhinji kana ʋari ʋashoma. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200256 Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona56 Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.” Sien die hoofstuk |