Numeri 26:53 - Shona BIBLE53 “Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Nyika inofanira kugoʋerwa pakati paiʋaʋa, iʋe nhaka yaʋo, ʋaciʋereŋgwa namazita aʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200253 “Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. Sien die hoofstuk |