Numeri 26:26 - Shona BIBLE26 Ava ndivo vanakomana vaZebhuruni, nemhuri dzavo: Seredhi, kwakabva mhuri yavaSeredhi; naEroni, kwakabva mhuri yavaEroni; naJareeri, kwakabva mhuri yavaJareeri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaZeburuni, nemhuri dzaʋo: Seredi, kwakabva mhuri yaʋaSeredi; naEroni, kwakabva mhuri yaʋaEroni; naJareeri, kwakabva mhuri yaʋaJareeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Ava ndivo vanakomana vaZebhuruni, nemhuri dzavo: Seredhi, kwakabva mhuri yavaSeredhi; naEroni, kwakabva mhuri yavaEroni; naJareeri, kwakabva mhuri yavaJareeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mudzinza rokwaZebhuroni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaSeredhi tateguru wayo ari Seredhi, mhuri yokwaEroni tateguru wayo ari Eroni, mhuri yokwaJareeri tateguru wayo ari Jareeeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mudzinza rokwaZebhuroni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaSeredhi tateguru wayo ari Seredhi, mhuri yokwaEroni tateguru wayo ari Eroni, mhuri yokwaJareeri tateguru wayo ari Jareeeri. Sien die hoofstuk |