Numeri 26:25 - Shona BIBLE25 Ndidzo mhuri dzaIsakari; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana matatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndidzo mhuri dzaIsakari; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀinna namazana matatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Ndidzo mhuri dzaIsakari; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaIsakari vaikwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana matatu avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaIsakari vaikwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana matatu avanhu. Sien die hoofstuk |